Zvibatsiro Zvekudzidza
Pasi


Pasi

Nzvimbo yatinogara, yakasikwa naMwari kuburikidza naJesu Kristu kuti ishandiswe nemunhu munguva dzekuedzwa kwake ari wenyama. Magumo ayo kuti izove inekubwinyiswa nekukwidziridzwa (D&Z 77:1–2; 130:8–9). Pasi pachave nhaka yokusingaperi yeavo vakagara zvakakodzera kuti vave vekubwinya kweseresitiyaro (D&Z 88:14–26). Vachafadzwa vari pamberi paBaba neMwanakomana (D&Z 76:62).

Pakasikirwa munhu

Chinhu chipenyu

Kupatsanurwa kwepasi pano

Kusukwa kwepasi pano

Mamiriro ekupedzisira epasi pano