Zvibatsiro Zvekudzidza
Matambudziko


Matambudziko

Kuburikidza nedambudziko—nemiyedzo, zvinetswa nekunetsekana—munhu anogona kusangana nezvinhu zvakawanda zvinokonzera kukura mumweya uye nokufambira mberi kwokusingaperi nekudzokera kuna Ishe.