Zvibatsiro Zvekudzidza
Metusara


Metusara

Mwanakomana waEnoki muTestamente yaKare. Metusara akagara kwemakore 969 (Gen. 5:21–27; Ruka 3:37; Mos. 8:7). Aive muporofita akarurama uyo akasiiwa panyika apo pakatorwa guta raEnoki kuenda kudenga. Akasara panyika kuti agosiya chizvarwa umo maizouya naNoa avepo (Mos. 8:3–4).