Zvibatsiro Zvekudzidza
Kutaura Zvakaipa


Kutaura Zvakaipa

Kutaura zvinhu zvisizvo, zvinorwadzisa, zvakaipa. Kazhinji mumagwaro matsvene kutaura kwakadai kunonangana nemunhu paine chinangwa chekukonzera kurwadzisa.