Zvibatsiro Zvekudzidza
Pratt, Parley Parker


Pratt, Parley Parker

Mukoma waOrson Pratt uye ari mumwe wekutanga paVaapositori vaneGumi neVaviri vakadaidzwa mushure mukudzorerwa kweChechi ino munguva ino (D&Z 124:128–129). Parley Pratt akadaidzwa kekutanga mukudaidzwa kwakawanda kumabasa ekushumira apo Ishe vakamupa zvakazarurwa nekuna Joseph Smith muna Gumiguru gore ra1830 (D&Z 32; 50:37).