Zvibatsiro Zvekudzidza
Amoni, Chizvarwa chaZarahemura


Amoni, Chizvarwa chaZarahemura

MuBhuku raMormoni, murume akasimba ane hukuru uyo akatungamirira rwendo rwekubva kuZarahemura kuenda kunyika yeNifai-Rihai (Mosaya 7:1–16). Akaratidzwa zvinyorwa zvepasi chigare, uye akatsanangura kuti anonzi muoni akaita sei (Mosaya 8:5–18). Mushure akazoyamura kusunungura Mambo Rimuhai nevanhu vake kubva kumaRamani nokuvadzosera kuZarahemura (Mosaya 22).

Dhinda