Zvibatsiro Zvekudzidza
Kuraswa


Kuraswa

Kuve mukumiswa mune kufambira mberi nokurambidzwa kwemumwe mukana wakave pamberi paMwari nokubwinya kwake. Kurangwa kuri mumatanho akasiyana-siyana. Vose vasingawane kuzara kweseresitiyaro vachadimburirwa zvakati kuti mukufambira mberi kwavo nezvavanobvumirwa, uye vacharangwa kusvika ipapo.