Zviratidzo zveKuzvarwa neKufa kwaJesu Kristu Onawo Jesu Kristu Zviitiko zvaifambidzana nekuzvarwa nekufa kwaJesu Kristu. Kuzvarwa Mhandara ichabata pamuviri igobereka mwana mukomana, Isa. 7:14. MuBetrehema muchauya mutongi muIsraeri, Mika 5:2. Samueri muRamani akaporofita zuva, usiku, nezuva rechiedza; nyenyedzi itsva; nezvimwe zviratidzo, Hir. 14:2–6. Zviratidzo izvi zvakazadzikiswa, 3 Ni. 1:15–21. Rufu Samueri muramani akaporofita rima, mabhanan’na nemheni, nekuzunguzuka kwenyika, Hir. 14:20–27. Zviratidzo zvakazadzikiswa, 3 Ni. 8:5–23.