Zvibatsiro Zvekudzidza
Mika


Mika

Muporofita wemuTestamente yaKare. Aive chizvarwa cheMoresheti-gadi, munyika yebani reJuda, uye akaporofita Hezekia ari mambo (Mika 1:1–2).

Bhuku raMika

Mika ndiro bhuku chete muTestamente yaKare rinotaura Betrehema senzvimbo ichaberekerwa Mesia (Mika 5:2). Mubhuku iri Ishe vakarairana nevanhu vavo uye vakataura zvakare maererano nokunaka kwavo kwakare kwavari; vaida kwavari ruenzaniso tsitsi, nekuzvininipisa (Mika 6:8).