Magwaro Matsvene
Dzidziso neZvibvumirano 116


Chikamu 116

Zvakazarurwa zvakapihwa kuna Joseph Smith Muporofita, pedyo nepaFerry yaWight, panzvimbo yainzi Spring Hill, Ruwa rweDaviess, Missouri, 19 Chivabvu 1838 (History of the Church, 3:35).

1 Spring Hill yakatumidzwa naIshe kunzi aAdama-ondi-Amani, nokuti vakati ivo, ndiyoinzvimbo iyo bAdama yaachauya kuzoshanyira vanhu vake, kana cVakweguru vaMazuva pavachagara, sekutaurwa kwazvakaitwa nemuporofita Danieri.