Magwaro Matsvene
Dzidziso neZvibvumirano 116


Chikamu 116

Zvakazarurwa zvakapihwa kuna Joseph Smith Muporofita, pedyo nepaFerry yaWight, panzvimbo yainzi Spring Hill, Ruwa rweDaviess, Missouri, 19 Chivabvu 1838 (History of the Church, 3:35).

1 Spring Hill yakatumidzwa naIshe kunzi Adama-ondi-Amani, nokuti vakati ivo, ndiyoinzvimbo iyo Adama yaachauya kuzoshanyira vanhu vake, kana Vakweguru vaMazuva pavachagara, sekutaurwa kwazvakaitwa nemuporofita Danieri.