Mepu 3
Matunhu eNew York, Pennsylvania, neOhio eUSA
Kch.
Toronto
Dziva reOntario
Rochester
Dziva reHuron
Mugero weErie
Palmyra
Canada
Mendon
Buffalo
Fayette
Manchester
Bainbridge yeMaodzanyemba
Perrysburg
Freedom
Finger Lakes
Colesville
New York
Musha waJoseph Knight Baba
Dziva reErie
Canada
Musha waJoseph Smith Mwana
USA
Thompson
Rwizi rweSusquehanna
Musha weHarmony
Cleveland
Kirtland
Pennsylvania
Ohio
Amherst
Orange
Hiram
Makiromita
0 50 100 150 200
A B C D E F G H
1 2 3 4
●1
●2
●3
●4
●5
●6
●7
●8
●9
●10
-
Bainbridge yeMaodzanyemba Joseph Smith Mwana naEmma Hale vakarooranirana pano muna 18 Ndira 1827 (ona Nh—JS 1:57).
-
Colesville Bazi rekutanga reChechi rakarongwa pamusha waJoseph Knight Baba muDhorobha Diki reColesville, muna 1830.
-
Musha waJoseph Smith Mwana muHarmony Kupindurwa kwakati kuti kweBhuku raMormoni kwakaitirwa pano. Nechekumahombekombe kweRwizi rweSusquehanna hupurisita hwakadzorerwa muna 1829 (ona D&Z 13; 128:20; Nh—JS 1:71–72).
-
Fayette Vapupuri vatatu vakaona mahwendefa egoridhe uye ngirozi Moronai (D&Z 17). Dudziro yeBhuku raMormoni yakapedzwa pano muna Chikumi 1829. Chechi yakarongwa pano musi wa6 Kubvumbi 1830 (ona D&Z 20; 21).
-
Mendon Musha wekutanga waBrigham Young naHeber C. Kimball.
-
Kirtland VaShumiri vakange vatumidzirwa kumaRamani vakambomira pano muna 1830 uye vakabhabhatidza Sidney Rigdon nevamwewo vemunharaunda yeKirtland. Ndiwo waive muzinda mukuru weChechi kubva muna 1831 kusvikira 1838. Temberi yekutanga mumukuwo uno wevhangeri yakavakirwa muno uye yakakumikidzwa musi wa27 Kurume 1836 (ona D&Z 109).
-
Mugero weErie Mabazi matatu eChechi muNew York akatamira kuKirtland, Ohio, muna Kubvumbi naChivabvu 1831 nokuburikidza nemvura yeMugero weErie nemuDziva reErie.
-
Hiram Joseph naEmma vakagara pano kubva muna Gunyana 1831 kusvikira munaGunyana 1832. Joseph naSydney Rigdon vakashanda paDudziro yaJoseph Smith yeBhaibheri (DJS). Zvakazarurwa zvakatambirwa pano: D&Z 1, 65, 67, 68, 69, 71, 73, 74, 76, 77, 79, 80, 81, 99, 133.
-
Amherst Joseph Smith akatsigirwa seMutungamiri weHupurisita hwePamusoro musi wa25 Ndira 1832 (ona D&Z 75).
-
Toronto Musha waJohn Taylor, Mutungamiri weChechi wechitatu, naMary Fielding Smith, mukadzi waHyrum Smith.