Zvibatsiro Zvekudzidza
12. Jeri reLiberty


12. Jeri reLiberty

Jeri diki riri muLiberty, Missouri. Joseph Smith nevamwe vake vashanu vakabatwa muhusungwa mujeri iro raiva nemadziro anehupamhi hwekusimba hwaive mamita 1,2 kubva musi wa1 Zvita 1838 kusvika musi wa6 Kubvumbi 1839. (Sidney Rigdon akaregedzwa mukupera kwaKukadzi.) Vakamanikidzirwa muchikamu chepazasi kana kuti muchikamu chepasi-pasi uye vasina zvekuzvidzivirira kubva kuchando chinotonhora.

Chiitiko Chinokosha: Muporofita Joseph, achikumbira zvinopisa tsitsi pamusoro peVatendi veMazuva eKupedzisira vaidzingwa muMissouri, akatambira mhinduro kumunamato wake, iyo yaaka nyora mutsamba kuvatendi vaiva vapotereswa (D&Z 121–123).

Mufananidzo
mufananidzo 12

12. Jeri reLiberty Apo akange akasungwa zvisina kururama pano (1838–39), Muporofita Joseph Smith akagamushira zvakazarurwa iye zvino zvave muDzidziso neZvibvumirano 121–123.

Dhinda