Mepu 1
Kuchamhembe Nechekumabvazuva Kwenyika Dzakabatana
Kch.
Mepu 1
Mepu 2
Mepu 3
Mepu 4
Mepu 5
Mepu 6
Canada
Vermont
Rwizi rweConnecticut
Maine
Tunbridge
Sharon
Dziva reOntario
Norwich
Lebanon
New Hampshire
Gilsum
Palmyra
Fayette
Whitingham
Manchester
Albany
New York
Topsfield
Salem
Finger Lakes
Boston
Colesville
Massachusetts
Harmony
Connecticut
Rhode Island
Pennsylvania
Rwizi rweHudson
New Jersey
New York City
Nyanza yeAtlantic
Rwizi rweSusquehanna
Rwizi rweDelaware
Philadelphia
Makiromita
0 50 100 150 200
A B C D
1 2 3 4
●1
●2
●3
●4
●5
●6
●7
●8
●9
-
Topsfield Pakazvarirwa Joseph Smith Baba, akazvarwa 12 Chikunguru 1771.
-
Gilsum Lucy Mack akazvarirwa pano, 8 Chikunguru 1775.
-
Tunbridge Joseph Smith Baba naLucy Mack vakaroorerana pano, 24 Ndira 1796.
-
Whitingham Nzvimbo yepakazvarirwa Brigham Young, akazvarwa 1 Chikumi 1801.
-
Harmony Emma Hale akazvarirwa muDhorobha Diki reHarmony, 10 Chikunguru 1804.
-
Sharon Joseph Smith Mwana akazvarirwa pano, 23 Zvita 1805 (ona Nh—JS 1:3).
-
Lebanon Mhuri yaSmith yakagara muDhorobha Diki reLebanon kubva muna 1811 kusvikira 1813, munguva idzi dzinove Joseph Smith Mwana akaoparetwa kakati kuti pagumbo.
-
Norwich Mhuri yaSmith yakagara pano kubva muna 1814 kusvikira muna 1816 vasati vatamira kuPalmyra.
-
Palmyra Mhuri yaSmith yakatamira pano muna 1816 (ona Nh—JS 1:3).