Zvibatsiro Zvekudzidza
14. Chitoro cheZvidhinha Zvitsvuku cheMuporofita Joseph Smith


14. Chitoro cheZvidhinha Zvitsvuku cheMuporofita Joseph Smith

Chivakurudzo ichi chechitoro nehofisi yaJoseph Smith chiri muNauvoo, Illinois. Chakanga chiri chimwe chezvivako zvaikosha zvikuru muChechi munguva dzeNauvoo. Kwete chete kushanda sechitoro, asiwo chakave nzvimbo huru yezviitiko zvekugarisana, zveupfumi, zvematongerwo enyika, uye zvekunamata. Joseph Smith akaramba anehofisi yake pamudurikidzwa wepiri.

Chiitiko Chinokosha: Temberi isati yapera, mumba yepamusoro yechitoro yaishandiswa seimba yezvisungo, umo makapirwa maendaumendi ekutanga azere. Musi wa17 Kurume 1842, Muporofita Joseph akaronga madzimai eChechi kuveChita cheRubatsiro.

Mufananidzo
mufananidzo 14

14. Chitoro cheZvidhinha Zvitsvuku cheMuporofita Joseph Smith Muchivako ichi, Chikwata Cherubatsiro chakarongwa musi wa17 Kurume 1842.