Mepu 2
Palmyra-Manchester, 1820–31
Kch.
Purazi raMartin Harris
Macedon (Dhorobha Diki)
Palmyra (Dhorobha Diki)
Alvin Smith Nzvimbo yeGuva
Chitoro cheKudhindira chaE. B. Grandin
Mugero weErie
Rukova rweRed
Musha wePalmyra
Musha weMapango waJoseph Smith Baba
Kakova rweHathaway
Purazi raJoseph Smith Baba
Ruwa Rwewayne
Ruwa Rweontario
Ruwa Rwewayne
Ruwa Rweontario
Dondo reMiti Rinoyera
Musha weMapuranga waJoseph Smith Baba
Manchester (Dhorobha Diki)
Mugwagwa weFox
Mugwagwa weCanandaigua
Mugwagwa weImba yeChikoro cheArmington
Farmington (Dhorobha Diki)
Mugwagwa weStafford
Kakova rweHathaway
Chikomo cheKumora
Makiromita
0 1 2
A B C D
1 2 3 4
●1
●2
●3
●4
●5
●6
●7
●8
-
Musha weMapango waJoseph Smith Baba Ngirozi Moronai yakashanyira Joseph Smith mumba yepamusoro yemusha uyu musi wa21–22 Gunyana 1823 (ona Nh—JS 1:29–47).
-
Purazi raJoseph Smith Baba Purazi iri rinemahekiteya 4.7 rakaparurwa kurima nemhuri yaSmith kubva muna 1820 kusvikira 1829.
-
Dondo reMiti Rinoyera Chiratidzo chekutanga chaJoseph Smith Mwana chakaitikira mudondo rino mukutanga kwempfumvudza kwemuna 1820 (ona Nh—JS 1:11–20).
-
Musha weMapuranga waJoseph Smith Baba Musha uyu wakatangwa muna 1822 naAlvin Smith uye ukazogarwa nemhuri yaSmith kubva muna 1825 kusvikira 1829.
-
Chikomo cheKumora Pano ngirozi Moronai yakapa Muporofita Joseph Smith mahwendefa egoridhe musi wa22 Gunyana 1827 (ona Nh—JS 1:50–54, 59).
-
Purazi raMartin Harris Purazi rino rakabatiswa pakukwereta uye chimwe chidimbu charo chikatengeswa kubhadharisa kudhindisa kweBhuku raMormoni.
-
Chitoro cheKudhindira chaE. B. Grandin Mazana mashanu eBhuku raMormoni akadhindirwa pano muna 1829–30.
-
Kakova rweHathaway Mukakova rweHathaway urwu rumwe rubhabhatidzo rwekutanga rwakaitwa.