Zvibatsiro Zvekudzidza
4. Mushina weGrandin neChitoro cheKudhindira


4. Mushina weGrandin neChitoro cheKudhindira

Chivako chechitoro chekudhindira chinenhoroondo chaEgbert B. Grandin uko kunova kwakabuditswa maBhuku aMormoni ekutanga muna 1830. Martin Harris akabatisa purazi rake pakukwereta uye akatengesa chikamu charo kuti vabhadhare mutengo wekudhindwa kwemaBhuku aMormoni zviuru zvishanu. Kugadzirira kwekudhinda kwakatanga munaNyamavhuvhu 1829, uye mabhuku akepera kudhindwa akawanikwa musi wa26 Kurume 1830.

Chiitiko Chinokosha: Martin Harris akarairwa kuti ape pachena zvinhu zvake kubhadhara chikwereti chekudhindwa kweBhuku raMormoni (D&Z 19:26–35).

Mufananidzo
mufananidzo 4

4. Mushina weGrandin neChitoro cheKudhindira Kudhindwa kweBhuku raMormoni kwekutanga kwakatora nzvimbo pano.