Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Mateo 19


DJS, Mateo 19:13 (enzanisa Mateo 19:13)

(Vana vadiki vachaponeswa.)

13 Ipapo pakaunzwa kwaari vana vadiki, kuti aise maoko ake pavari uye anamate. Uye vadzidzi vakavarambidza, vachiti, Hazvina basa, nokuti Jesu akati,Vakadai vachaponeswa.