Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Ⅰ VaTesaronika 4


DJS, Ⅰ VaTesaronika 4:15 (enzanisa Ⅰ VaTesaronika 4:15)

(Avo vanhu vakarurama vanenge vari vapenyu pakuuya kwaIshe havazove nani kune vakarurama vakafa.)

15 Nokuti izvi tinoti kwamuri nezwi raIshe, kuti avo vanege vari vapenyu pakuuya kwaIshe, havazotadzisa avo vanosara pakuuya kwaIshe, avo varere.