Zvibatsiro Zvekudzidza
7. Chitoro chaNewel K. Whitney neVamwe


7. Chitoro chaNewel K. Whitney neVamwe

Chitoro chino chakaita basa guru munhoroondo yeChechi muKirtland. Joseph naEmma Smith vakagara pano kwenguva pfupi. Chakave muzinda mukuru weChechi muna 1832. Zvakazarurwa zvinokosha zvizhinji zvakatambirwa pano. Chikoro cheMaporofita chakaitwa muchitoro kubva musi wa24 Ndira 1833 kusvika imwe nguva muna Kubvumbi 1833.

Zviitiko Zvinokosha: Muporofita Joseph akatambira chakazarurwa pamusoro peShoko reUngwaru (D&Z 89). Akaita basa rake rakawanda rekududzira Bhaibheri pano.

Mufananidzo
mufananidzo 7

7. Chitoro chaNewel K. Whitney neVamwe Zvakazarurwa zvakazozivikana kuti Shoko reUngwaru (ona D&Z 89) zvakagamushirirwa pano, pamwechete nezvimwewo zvakazarurwa.