Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Ruka 18


DJS, Ruka 18:27 (enzanisa Ruka 18:27)

(Kuvimba neuupfumi kunotadzisa munhu kupinda muumambo hwaMwari.)

27 Uye akati kwavari, Zvakaoma kune avo vanovimba neupfumi, kupinda muumambo hwaMwari; asi uyo anosiya zvinhu zviri zvenyika ino, zvirinyore naMwari, kuti apinde mahuri,