Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Marko 12


DJS, Marko 12:32 (enzanisa Marko 12:27)

(Mwari havazi Mwari vevakafa, nokuti vanomutsa vakafa kubva mumarinda avo.)

32 Nokudaro havasi Mwari vevakafa, asi Mwari vevapenyu; nokuti vanovamutsa kubva mumarinda avo. Imi nokudaro munokanganisa zvikuru.