Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Ruka 11


DJS, Ruka 11:53 (enzanisa Ruka 11:52)

(Kuzara kwemagwaro matsvene ndiko kiyi dzeruzivo.)

53 Dambudziko kwamuri imi, magweta! Nokuti makabvisa kiyi yeruzivo, kuzara kwemagwaro matsvene; hamupinde pachenyu imi muumambo; uye avo vakanga vachipinda, imi makavadzivisa.