DJS, Ⅰ Johane 4:12 (enzanisa Ⅰ Johane 4:12) (Vanhu chete vanotenda muna Mwari vanogona kuvaona.) 12 Hakuna munhu ati aona Mwari panguva ipi zvayo, kunze kweavo vanotenda. Kana tichidanana, Mwari vanogara matiri, uye rudo rwavo rwunozadziswa matiri.