Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Ⅰ Johane 4


DJS, Ⅰ Johane 4:12 (enzanisa Ⅰ Johane 4:12)

(Vanhu chete vanotenda muna Mwari vanogona kuvaona.)

12 Hakuna munhu ati aona Mwari panguva ipi zvayo, kunze kweavo vanotenda. Kana tichidanana, Mwari vanogara matiri, uye rudo rwavo rwunozadziswa matiri.