2017
Pakati pemunango!
Ndira 2017


Vana

Pakati pemunango!

Mutungamiri Uchtdorf vanoti vhangeri rakafanana nedzidziro yekupfura pamunango. Tinofanira kunangisa pane zvinhu zvakanyanya kukosha. Mirairo yakanyanya kukosha ndeye kuda Mwari nekuda vamwe. Kana tikanyatso nangana nezvinhu zviviri izvi, tinokwanisa kurova pakati pemunango nguva dzose.

Tara munango muhombe pabepa. Ita kuti mubereki averenge mudorongodzwa unotovera kwauri. Kana paine chinhu pamudorongodzwa chinotibatsira kutitiratidze rudo rwedu kuna Mwari nevamwe, chinyorei kana kuchitara pakati pemunango.

Panana nevamwe zvitambiso

Iba masiwiti

Enda kuchechi

Deedza umwe munhu nezita rekutuka

Ita minamato yako

Mbundira umwe munhu

Irwa nevana vamai vako