2014
Dzika Chidzimikiso Chako
Kubvumbi 2014


Vana

Dzika Chidzimikiso Chako

Chii chichakugarisa wakadzimikira kuvhangeri? Ungangoda kutara mufananidzo wengarava nechidzimikiso. Zvino unokwanisa kunamira padyo nechidzimikiso chako mifananidzo yese yese yevanhu kana zvinhu zvingakwanise kubatsira ngarava yako kuti igare yakachengeteka zvakanaka. Yeuka, Mutungamiri Uchtdorf vakati Jesu Kristu, vaporofita vamazuva ano, nemagwaro matsvene ndizvo zvidzimikiso zvakanakisisa zveupenyu hwedu.